Picture
Kumashure uku taona kuti box rinogona kupihwa color dzakasiyana siyana kuti rioneke. Unogonawo kurega kuripa color, asi woripa picture inozadza box racho.
Mu application ye ShonaScript mune ma picture 6 arimo kare aunogona kushandisa. Unogonawo kuwedzera ako wega anobva mu phone mako kuti uzoshandisa. Ukaona ma picture asvika 15, unofana kubvisa mamwe kuti application ye ShonaScript iyi isaremerwe
Pane bhatani riripazasi kuright rine maline3, ndiro raunoshandisa kuenda kuma picture kana kudzoka kubva ikoko


Unoona kuti une 6 ma picture ane ma number kubva ku 1 kusvika ku 6. Unogonawo kuisawo ma picture ako kana ukabaya bhatani rakanzi upload picture. Kana waisa picture rinobva mu phone, uchaona kuti picture iroro richapihwa nhamba 7, ma nhamba iwayo ndiwo aunoshandisa kuisa picture pa boxuchishandisa pic- seizvi:
box pic-1:;

chii chikuitika apa
- Taumba
boxrinesize 5 - Tashandisa
pic-2tichitora kubva pane mapicture6 awakapihwa kare.- Ukaenda kuma
pictures, unoona kutipictureine nhamba 2 ndiyo yabuda pawebsiteyedu
- Ukaenda kuma
Kana uchinge wafunga kushandisa ma picture anobva muphone yako, unokurudzirwa kuita uchibvisa mamwe ma picture aunenge usingashandise uchibaya bhatani rakanzi bvisa.
Izvi zvinoitirwa kuti application iyi isaremerwe nema picture yozotadza kunyatsoshanda mushe. Unogona kuti ukaona nhamba yema picture ako yapfuura kana 12 otanga kubvisa mamwe.
Zvekuita
- Umba
boxrine rakarebakr-5uye rakafarakf-5 - Ita kuti
boxiri riitecircleuchibvisa makona - Chiisa
picturerako iwewe paboxiri - Pazasi pacho nyora zita rako
Unogona kuda kuti zita rako rawanyora iri riite rihombe, kana kuti mamwe mashoko aite madiki kana kuti ave neukobvu hwakasiyana siyana. Ipapo panoshanda mashoko ms-, sezvauchaona pa topic ikutevera