Zvidavado
Pazasi pane ma website nema web applicaton akasiyana siyana akagadzirwa kuti uone zvimwe zvaunogona kuita uchishandisa Dhaga ne ShonaScript
1. Bulb re Light#
Tikuda kugadzira bulb relight. bulb rinobatidzwa kana kudzimwa zvichienderana ne nguva.
Isusu tikuda kuita izvi:
- Kugadzira
pejireblack - Kugadzira
boxreblack - togadzira ma
bhatani2: 1 nderekubatidza, rimwe ndere kudzima. - kubatidza
bulbkuchinjacoloryeboxkuitayellow, uye kudzima kuchinjacoloryeboxkuitablack
Zvekuita
chinja
colorye peji kuitablack~peji-c-blackGadzira
boxrine zvinhu izvi:- zita rekuita
boxOne kf-10kr-10c-blackkn-10- nekuti
boxndereblack, uyepejindereblack, harioneke, kuita kunge riri murima
- zita rekuita
Gadzira
bhatanirine zvinhu izvi:- zita rekuti
btOne kf-4kr-1.2c-whitems-sz-1.2- mukati me
boxnyora kutibatidza
- zita rekuti
Gadzira
bhatanirine zvinhu izvi:- zita rekuti
btTwo kf-4kr-1.2c-whitems-sz-1.2- mukati me
boxnyora kutidzima
- zita rekuti
Mu ShonaScript
Tikuda kuti kana munhu achinge abaya bhatani rekudzima, boxOne robva rachinja color kuita black, asi kana munhu abayawo bhatani rekubatidza, boxOne robva rachinja kuita yellow
- pakubaya
btOne:pa boxOne chinja c kuita "yellow"
- pakubaya
btTwo:pa boxOne chinja c kuita "black"



2. Flag ye Zimbabwe 2#
Takagadzira flag ye Zimbabwe kumashure tichishandisa ma box. Ikozvino tikuda kushandisa ShonaScript kuti munhu akabaya bhatani, ma color epa flag anobva abuda.
zvekuita
- Gadzira ma
boxseven ane zvinhu izvi:coloryegray~c-graykf-10- pa flag ye Zimbabwe, pane ma line e flag 2 e green, 2 e red, 2 e yellow, ne one re black.
- Tikuda kuti ma box 2, ane macolor akafanana aite mazita akafanana, sokuti box rekutanga nerechi 7 zviite zita rakafanana nekuti zvichazochinja kutia color yakafanana
box1 nebox7 - ipa zita rekutiboxGreenbox2 nebox6 - ipa zita rekutiboxYellowbox3 nebox5 - ipa zita rekutiboxRedbox4 - ipa zita rekutiboxBlack
- Gadzira
bhatanirine zvinhu izvi: - mashoko ekuti
chinja ma color kf-5- zita rekuti
btOne
Mu ShonaScript
- pakubaya btOne, chinja zvinhu izvi:
coloryeboxGreenkuitagreencoloryeboxYellowkuitayellowcoloryeboxRedkutiredcoloryeboxBlackkuitablack




3. Calculator#
Apa tichagadzira ma calculator 3
Calculator 1#
Kana wakamboshandisa Calculator, unofana kunge uchiziva kuti unopa calculator manhamba, iyo yokuwekera kuti panobuda chii. Tikuda kuedza kuita izvi tchishandisa Dhaga ne ShonaScript. Tichagadzira calculator inoshanganisa ma nhamba 2 ainenge yapihwa tichishandisa teerera mhinduro.
zvekuita
Gadzira musoro wenyaya size 2
mn2une zvinhu izvi:- mashoko ekuti
Calculator - ronga mashoko pa center ~
rg-c
- mashoko ekuti
Gadzira
boxrine zvinhu izvi:- zita rekuti
boxOne kf-10kr-3rg-c~ ronga mashoko pa centercoloryaunoda
- zita rekuti
Gadzira
tmane zvinhu izvi:- zita rekuti
tmOne kf-10coloryaunoda
- zita rekuti
Gadira mumwe
tmane zvinhu izvi:- zita rekuti
tmTwo kf-10coloryaunoda
- zita rekuti
Gadzira
bhatanirine zvinhu izvi:zita rekuti
btOnekf-1.5kr-1.5kn-10color yaunoda
mukati me
boxisa icon
ic-93-white-3, kana kuti chinja white kuita color yaunoda
Mu ShonaScript
- munhu acatanga anyora nhamba yekutanga mu tmOne ozonyora imwe nhamba mu tmTwo
- pakubaya btOne:
- tora nhamba yanyorwa mu tmOne ~
x = pa tmOne tora nm - tora nhamba yanyora pa tmTwo ~
y = pa tmTwo tora nm - gadzira variable ye answer inobuda kana ukasanganisa
xnay~answer = x + y - pa boxOne, chinja mashoko kuita
answer~pa BoxOne chinja ms kuita answer
- tora nhamba yanyorwa mu tmOne ~



Calculator 2#
Taona kuti unogona kugadzira calculator inongosanganisa ma nhamba 2 sei. Taakuda kugadzira imwe calculator inoweka zvainenge yapihwa tichishandisa nhamba.weka().
nhamba.weka() ano weka maths iri muma brackets odzosa mhinduro ye maths yacho. sokuti
nhamba.weka(2+3)apa panobuda 5
nhamba.weka("2+3")Apa panobuda 5 zvekare.
Unonogona kubvunza kuti nhamba.weka(2+3) haana kufanana nekungoti 2+3 here?
Chine basa apa kuziva kuti nhamba.weka() anonyanya kushandiswa kana uchida kuweka maths dziri mumashoko sokuti "2+3".
Zvekuita mu ShonaScript
- Enda ku ShonaScript
- nyora izvi:
y = "2+3"nyora(y)Unoona kuti izvi hazvishande, saka kuti uweke maths iri mumashoko ekuti "2+3" unoshandisa nhamba.weka().
zvekuita
- Gadzira musoro wenyaya une zvinhu:
mn2- mashoko ekuti
Calculator - ronga mashoko pa center ~
rg-c
- Gadzira
boxrine zvinhu izvi:- zita rekuti
boxOne kf-10kr-3rg-c~ ronga mashoko pa centercoloryaunoda
- zita rekuti
- Gadzira
tmane zvinhu izvi:- zita rekuti
tmOne kf-10coloryaunoda
- zita rekuti
- Gadzira
bhatanirine zvinhu izvi:- zita rekuti
btOne kf-1.5kr-1.5kn-10coloryaunoda- mukati me
box- isa icon
ic-93-white-3, kana kuti chinja white kuita color yaunoda
- isa icon
- zita rekuti
Mu ShonaScript:
munhu achatanga anyora maths yake mu
tmOnesokuti 2+3-5pakubaya
btOne:- tora mashoko anyora mu
tmOne~x = pa tmOne tora ms- apa tiri kuti mashoko nekuti haisi nhamba sokuti
2+3+5haisi nhamba, saka achave mashoko
- apa tiri kuti mashoko nekuti haisi nhamba sokuti
- shandisa nhamba.weka() kuweka maths iri mumashoko anyorwa ~
y = nhamba.weka(x) - pa boxOne chinja mashoko kuita zvawekwa na
nhamba.weka()~pa boxOne chinja ms kuita y
- tora mashoko anyora mu



Calculator 3#
Taakuda kugadzira calculator ine mabhatani ekuti munhu anobaya ma nhamba ozobaya bhatani re equals kuti awane answer.
zvekuita
Gadzira musoro wenyaya une zvinhu:
mn2- mashoko ekuti
Calculator - ronga mashoko pa center ~
rg-c
Gadzira
boxrine zvinhu izvi:- zita rekuti
boxOne kf-10kr-3rg-c~ ronga mashoko pa centercoloryaunoda
- zita rekuti
Gadzira rimwe
boxrine izvi:kf-10- Mukati me box gadzira ma bhatani aya:
- rinonzi
btOnerine1mukati - rinonzi
btTworine1mukati - rinonzi
btThreerine1mukati - rinonzi
btAddrine+mukati - rinonzi
btMinusrine-mukati - rinonzi
btEqualsrine=mukati - unogona kuchinja mamiriro akaita ma bhatani aya zvinoenderana nezvaunda kana kuti unogona kuona mu
pictureiri pazasi kuti nagu ndamagadzira sei
Mu ShonaScript
Tikuda kuti munhu akabaya
btOnerakanyorwa kuti1tiite izvi:- tora mashoko ari mu
boxOnea = pa boxOne tora ms - sanganisa mashoko aya na
"1"b = a + "1"- sokuti kana mu
boxOnemuina 1, tichatora "1" tosanganisa na 1 pobva pabuda kuti 11 kuita11, nemamwe mashoko, tiri kuti ukabaya pa calculator nhamba 1, ukabaya zvekare 1 iyeye, unoona 1 achinyorwa kakawanda kuita11,111,1111zvichingodaro
- sokuti kana mu
- chinja mashoko pa boxOne kuita mashoko abatanidzwa pamusoro ~
pa boxOne chinja kuita b - dzokorora izvi pane mamwe ma bhatani asara sezvakaitwa mu
picturepazasi
- tora mashoko ari mu
bhatanirekupedzisira rinonzibtEqualsrinofana kutora zviri muboxOne, wobva waweka nanhamba.weka(), wozochinja zviri muboxOnekuita zvabuda pawekwa maths yacho. Kana zvikuitika mupictureiyi zviri kukunetsa kunzwisisa, unogona kubvunza pa whatsapp wobatsirwa





Gallery#
Tikuda kugadzira application inoita kunge yaunoshandisa kuona ma picture mu phone yako. Tine ma picture 6 kare mu applcation ane manumber 1 kusvika ku 6.
zvekuita
- gadzira
boxrine zvinhu izvi:- zita rekuti
boxOne kf-10kr-10pic-2
- zita rekuti
- gadzira rimwe
boxrine zvinhu izvi:rg-sp~ ronga zviri mukati asi ngazvipanane spacekf-10- mukati me
boxisa mabhatani two aya: - bhatani rekutanga rine izvi:
- zita rekuti
btOne kf-2kr-2kn-10- color yaunoda
ic-235-white-3~ icon ye arrow inonongedza ku left
- zita rekuti
- bhatani rimwe racho rine zvinhu izvi:
- zita rekuti
btTwo kf-2kr-2kn-10- color yaunoda
ic-240-white-3~ icon ye arrow inonongedza ku right
- zita rekuti
Mu ShonaScript:
Tikuda kuti kana munhu achinge abaya bhatani rekutanga, tobva tatora pic pa boxOne.
Kana tichinge tatora pic, tinowana nhamba ye pic racho, sokuti 2.
Kana tave ne nhamba iyi, tinenge tave kukwanisa kubvisa kana kuwedzera, saka tikuda kuti pakubaya bhatani rekutanga, tibvise 1 pa nhamba kuita 2-1 = 1.
Pakubaya rimwe bhatani, tikudawo kuti nhamba iwedzere na 1
pakubaya
btOne:tora
picpa boxOne, gadziravariable~x = pa boxOne tora picbvisa
1kubva pa nhamba iyoyo obva wagadzira imwevariable~y = x-1chinja
picpaboxOnekuita nhamba yabuda pamsoro ~pa boxOne chinja pic kuita ypakubaya
btTwo:tora
picpaboxOne, gadziravariable~a = pa boxOne tora picwedzera
1pane nhamba iyoyo obva wagadzira imwevariable~b = a+1chinja
picpaboxOnekuita nhamba yabuda pamsoro ~pa boxOne chinja pic kuita b



Valentine's Day card#
Tine picture rema roses kare pane ma picture arimu application yeShonaScript. Tikuda kugadzira card re Valentine's tichishandisa picture iyi. Kuti zvinakidze, tikuda kuti kana munhu chinge abaya bhatani ratochagadzira, obva aona pictures yema roses
Zvekuita
chinja
coloryepejikuitacoloryakarekera ku pink. Tarisa ma color kubva pama color arimubhuku.peji-c-#f3d5c0gadzira
boxrine zvinhu izvi:- zita rekuti
boxOne - color ye black
c-black kf-10kr-10kn-10
- zita rekuti
gadzira musoro we nyaya size 2
mn2une zvinhu izvi:- ronga zviri mukati pa center ~
rg-c - mashoko mukati ekuti Happy Valentine's Day
- ronga zviri mukati pa center ~
gadzira rimwe
boxrine zvinhu izvi:kf-10rg-c` ronga centerms-sz-1.2~ size yemashoko 1.2- mukati me box nyora kuti
baya bhatani uone ma roses
gadzira rimwe
boxrine zvinhu izvi:kf-10rg-c- mukati me box iri isa bhatani rine zvinhu izvi:
- zita rekuti btOne
kf-4kr-1.2- color yaunoda
kn-6ms-sz-1.2ms-c-white, color yemashoko- mukati me bhatani iri nyora kuti
show roseskana kuti zvaunoda
Mu ShonaScript
Tiri kuda kuti kana munhu achinge abaya bhatani btOne, tobva tachinja pic pa boxOne kuita nhamba 5 nekuti pic-5 ndiro rema roses kana ukatarisa muma pictures atakapihwa
- Pakubaya
btOne: - paboxOnechinjapickuita5



Zvitupa (National ID)#
Ngatimboti iwewe unoshanda kuzvitupa muZimbabwe.
Basa rako ndere kuti kana munhu achinge auya kuzotora achitupa, iwewe unomubvunza kuti ane makore mangani, akati 15 zvichidzika, unomuudza kuti achiri mudiki, asi akati 16 zvichikwira, unomuudza kuti aende ku office kunotora chitupa chake.
Isusu tikuda ku gadzira web application inota izvi.
Tichada kuti munhu anyora makore ake, obva abaya bhatani rakanzi ndoita sei
Kana munhu achinge anyora makore madiki pana 16, tichada kuti tinyore tichimuudza kuti achiri mudiki, asi kana achinge anyorawo makore 16 avichikwira, tichamuudza kuti aende ku office
Tinogona kugadzira box ratinozochinja mashoko emukati, uye color zvchienderana ne makore anyorwa
Zvekuita
Gadzira box rine izvi:
- zita rekuti boxOne
rg-ckf-10kr-10
Gadzira rimwe box rine izvi:
rg-ckf-10- mukati nyora kuti
Nyora makore ako pazasi apa
Gadzira teerera mhinduro
tmane izvi:- zita rekuti
tmOne kf-10coloryaunoda
- zita rekuti
Gadira bhatani
btrine izvi:- zita rekuti
btOne kf-4kr-1.2ms-sz-1.5coloryaunoda- mukati me bhatani nyora kuti
ndoita sei
- zita rekuti
Mu ShonaScript
Tiri kuda kuti munhu atange anyora makore ake, tobva tatora nhamba yanyorwa iyoyo togadzira variable. Variable iyi tichange tichiienzanisa na 16, kana makore ari mudiki pana 16, tonyora mu boxOne kuti uchiri mudiki, zvimwe tichanyora kuti enda kuoffice
- pakubaya btOne - tora nhamba yanyorwa mu tmOne ~
x = pa tmOne tora nm- enzanisa nhamba iyi na 16,kanairi diki, chinja mashoko arimuboxOnekuita"Uchiri mudiki",zvimwechinja mashoko arimubox one kuita"Enda ku office"kana x ari mudiki pana 16 {pa boxOne chinja c kuita "red"pa boxOne chinja ms kuita "Uchiri mudiki"}zvimwe{pa boxOne chinja c kuita "green"pa boxOne chinja ms kuita "Enda ku Office"} ```




Fembera nhamba#
Tikuda kugadzira gemhu yekufembera nhamba. Tichada kuti ShonaScript isarudze nhamba iri pakati pa 0 na 3, tichishandisa nhamba.chero(4).
Iwewe uchanyora nhamba mu teerera mhinduro iri pakati pa 0 na 3.
Uchabaya bhatani kana wapedza.
Pakubaya bhatani iri, uchaenzanisa nhamba yasarudzwa ne ShonaScript, ne yawanyora iwewe, kana zvakafanana, uchanyora kuti wagona mu box, zvimwe uchanyora kuti watadza.
Tinogona kugadzira rimwe box rekuzonyora nhamba ya sarudzwa ne ShonaScript, kuti uone kuti zveshuwa wagona here kana kuti watadza.
zvekuita
Gadzira box rine izvi:
- zita rekuti boxOne
rg-ckf-10kr-10ms-c-whitecolor yemashoko white
Gadzira rimwe box rine izvi:
- zita rekuti
boxTwo rg-ckf-10
- zita rekuti
Gadzira teerera mhinduro
tmane izvi:- zita rekuti
tmOne kf-10coloryaunoda
- zita rekuti
Gadira bhatani
btrine izvi:- zita rekuti
btOne kf-2kr-2coloryaunoda- icon yepa nhamba 72 ine color ne size yaunoda sokuti
ic-72-white-3
- zita rekuti
Mu ShonaScript
- Tikuda kuti munhu atanga anyora nhamba yake mu
tmOne, obva abaya bhatani. - Pakubaya bhatan iri, tikuda kuti ShonaScript isarudze nhamba, wobva watora nhamba yasarudzwa ne ShonaScript, ne nhamba yanyorwa mu
tmOnewoma enzanisa - Kana ma nhamba aya akaenzana, nyora mu
boxOnekuti wagona, zvimwe nyora kuti watadza. - Tikuda kuratidza nhamba ya sarudzwa ne ShonaScript pa web application yedu, saka tichaisa nhamba iyoyo mu
boxTwo
pakubaya btOne{x = pa tmOne tora nmy = nhamba.chero(4)
pa boxTwo chinja ms kuita ykana x akaenzana na y {pa boxOne chinja c kuita "green"pa boxOne chinja ms kuita "Wagona"}
zvimwe{pa boxOne chinja c kuita "red"pa boxOne chinja ms kuita "Watadza"}
}