Nguva ne Zuva
ShonaScript inogona kukuradzidza nguva kana zuva mu terminal.
Nguva#
Kana uchida kuona kuti inguvai uchishandisa ShonaScript, unogadzira variable yenguva seizvi:
nguva = Nguvanyora(nguva)Ita
Mu Application ye ShonaScript
- nyora
codeiyoyi - baya bhatani re round riri pazasi pe screen
Kana kuti
Mu VS Code
Nyora code iyoyi mu index.shona, wochiita izvi:
mu
terminal, nyora kuti:node shona.jswobayaentermu
terminal, nyora kuti:node index.jswobayaenter
Ukaita izvi unofana kuona mu terminal nguva dzacho sokuti 11:02:10 AM
Zuva#
Kana uchida kuona kuti inguvai uchishandisa ShonaScript, unogadzira variable yenguva seizvi:
zuvaRanhasi = Zuvanyora(zuvaRanhasi)Ita
Mu Application ye ShonaScript
- nyora
codeiyoyi - baya bhatani re round riri pazasi pe screen
Kana kuti
Mu VS Code
Nyora code iyoyi mu index.shona, wochiita izvi:
mu
terminal, nyora kuti:node shona.jswobayaentermu
terminal, nyora kuti:node index.jswobayaenter
Ukaita izvi unofana kuona mu terminal zuva ranhasi racho sokuti 11/21/2021.
Zuva iri rinogona kunyorwa zvakasiyana neizvi zvichienderana ne computer yaukushandisa
Kana wave kuziva zvema functions, uchazogadzira function inoita kuti unyore nguva muterminal ichiverenga ma seconds